NORWEGIAN

Matsiko kuna Kristu

Book information

Language
norwegian
Format
PDF
Filesize
942 kB (964689 bytes)
Pages
\94
Topic
Linguistics Foreign
Library
twirpx
Time added
2017-08-07 07:01:42

Description

Ellen G. White Estate, Inc., 1964 (2012). - 90 p.На языке шона. Путь ко Христу (англ. Steps to Christ) — христианская книга Елены Уайт. Впервые вышла в свет в 1892 году.Zita re buku iri rinotaura basa raro. Rinonongedza kuna Jesu sa iye chete angagone kuwana zvino shaikwa ne mweya, nekutungamira tsoka dze anopokana ne akamira "munzira ye runyararo." Rinotungamira mutsvaki we kururama, tsiko ne tsiko, munzira ye upenyu we uKristu, mukuzara kwe zvikomborero zvino vanikwa mukuzvipira kwakaperera ne rusimbiro rusinga tenbeki mutsitsi dzinoponesa ne musimba rinochengeta re Shamwari ye va nyangadzi. Rudzidziso runovanikwa mumatsamba aya rwa unza rugare ne rusimbiro kune mweya mizhinji inotambudzika, rwaita kuti vateweri va Tenzi vafambe nerusimbiro ne rufaro rwakatutsirwa mumatsiko e Mutungamiri vavo vekudenga. Tinokarira kuti richatakura soko irori zve kune vamwe zve vazhinji varikushaya rubatsiro urwu.

Similar books